1Zvakanaka kurumbidza Jehovha
2kuparidza rudo rwenyu mangwanani
3nechiridzwa chine hungiso
4Nokuti munondifadza namabasa enyu, imi Jehovha;
5Haiwa Jehovha, mabasa enyu makuru seiko,
6Munhu asina njere haazivi,
7kuti kunyange vakaipa vachimera souswa,
8Asi imi, iyemi Jehovha, munosimudzirwa nokusingaperi.
9Nokuti zvirokwazvo vavengi venyu, imi Jehovha,
10Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati;
11Meso angu akaona kukundwa kwavadzivisi vangu;
12Vakarurama vachakura kwazvo somuchindwe,
13wakadyarwa muimba yaJehovha,
14Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo,
15Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama;