We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 77

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 76 Mapisarema Mapisarema 78 →

1Ndakadanidzira kuna Mwari kuti andibatsire;

2Pandakanga ndiri pakutambudzika, ndakatsvaka Ishe;

3Haiwa Mwari, ndakakurangarirai, uye ndikagomera;

4Makakonesa meso angu kutsinzina;

5Ndakarangarira mazuva ekare,

6ndakarangarira nziyo dzangu panguva yousiku.

7“Ko, Ishe acharamba nokusingaperi here?

8Ko, rudo rwake rusingaperi rwakabva nokusingaperi here?

9Ko, Mwari akanganwa kuva nenyasha here?

10Ipapo ndakafunga ndikati, “Ndichakumbira hangu pane izvozvi:

11Ndicharangarira mabasa aJehovha;

12Ndichafungisisa pamusoro pamabasa enyu ose,

13Haiwa Mwari, nzira dzenyu itsvene.

14Muri Mwari anoita zvishamiso;

15Noruoko rwenyu rune simba,

16Mvura zhinji yakakuonai, imi Mwari,

17Makore akadurura mvura,

18Kutinhira kwenyu kwakanzwika muchamupupuri,

19Gwara renyu rakapinda nomugungwa,

20Makatungamirira vanhu venyu seboka ramakwai

← Mapisarema 76 Mapisarema Mapisarema 78 →