We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 74

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 73 Mapisarema Mapisarema 75 →

1Haiwa Mwari, makatirambireiko nokusingaperi?

2Rangarirai vanhu vamakatenga kare,

3Dzorai nhambwe dzenyu mutarise matongo asingaperi,

4Vavengi venyu vakaomba panzvimbo yamakasangana nesu;

5Vakaita savanhu vanosimudza matemo

6Vakaputsa zvose zvakavezwa

7Vakapisira pasi nzvimbo yenyu tsvene;

8Vakati mumwoyo yavo, “Tichavaputsa zvachose!”

9Hatichaoni zviratidzo zvinoshamisa;

10Haiwa Mwari, muvengi acharamba achikushorai kusvikira riniko?

11Munodzoserereiko ruoko rwenyu shure, irwo ruoko rwenyu rworudyi?

12Asi imi, iyemi Mwari, ndimi mambo wangu kubva nakare;

13Ndimi makaganhura gungwa napakati nesimba renyu;

14Ndimi makapwanya misoro yaRevhiatani,

15Ndimi makazarura zvitubu nehova;

16Zuva nderenyu, uye usiku ndohwenyuwo;

17Ndimi makatara miganhu yose yenyika;

18Rangarirai kuti muvengi akakushorai sei, imi Jehovha,

19Regai kuisa upenyu hwenjiva yenyu kumhuka dzesango;

20Ivai nehanya nesungano yenyu,

21Musarega vakadzvinyirirwa vachidududza shure nenyadzi;

22Simukai, imi Mwari, mutsigire mhaka yenyu;

23Regai kushayira hanya ruzha rwavadzivisi venyu,

← Mapisarema 73 Mapisarema Mapisarema 75 →