We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 68

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 67 Mapisarema Mapisarema 69 →

1Mwari ngaasimuke, vavengi vake ngavaparadzirwe;

2Sokupeperetswa kunoitwa utsi nemhepo,

3Asi vakarurama ngavafare,

4Imbirai Mwari, imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza,

5Baba venherera, mudziviriri wechirikadzi,

6Vakanga vari voga Mwari akavagarisa mumhuri,

7Pamakatungamirira vanhu venyu, imi Mwari,

8nyika yakazungunuka,

9Imi Mwari, makanayisa mvura zhinji;

10Vanhu venyu vakagaramo,

11Ishe akataura shoko,

12“Madzimambo navarwi vakakurumidza kutiza;

13Kunyange pamunenge makavata pakati pemoto yemisasa,

14Wamasimba Ose paakaparadzira madzimambo munyika,

15Makomo eBhashani makomo oushe;

16Munotaririreiko negodo, imi makomo akati twi,

17Ngoro dzaMwari dzinosvika makumi ezviuru

18Pamakakwira kumusoro,

19Ishe ngaarumbidzwe, Mwari Muponesi wedu,

20Mwari wedu ndiMwari anoponesa;

21Zvirokwazvo Mwari achapwanya misoro yavavengi vake,

22Ishe anoti, “Ndichavabvisa kubva kuBhashani;

23kuti unyike tsoka dzako muropa ravavengi vako,

24Mudungwe wenyu wakaonekwa, imi Mwari,

25Mberi kuna vaimbi, vachiteverwa navaridzi vemitengeranwa;

26Rumbidzai Mwari paungano huru;

27Tarirai, rudzi ruduku rwaBhenjamini runovatungamirira,

28Danai simba renyu, imi Mwari;

29Nokuda kwetemberi yenyu paJerusarema,

30Tukai mhuka dziri pakati petsanga,

31Nhume dzichabva kuIjipiti;

32Imbirai Mwari, imi ushe hwepasi,

33kuna iye anotasva matenga akare kumusoro,

34Paridzai simba raMwari,

35Munotyisa imi Mwari, muri panzvimbo yenyu tsvene;

← Mapisarema 67 Mapisarema Mapisarema 69 →