1Inzwai kuchema kwangu, imi Mwari;
2Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri,
3Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu,
4Ndinopanga kugara mutende renyu nokusingaperi,
5Nokuti makanzwa mhiko dzangu, imi Mwari;
6Wedzerai mazuva oupenyu hwamambo,
7Ngaagare pachigaro choushe pamberi paMwari nokusingaperi;
8Ipapo ndichagara ndichirumbidza zita renyu nenziyo,