1Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, imi Mwari;
2ndinzwei, uye ndipindureiwo.
3pandinonzwa inzwi romuvengi wangu,
4Mwoyo wangu unorwadziwa mukati mangu;
5Kutya nokudedera zvakandibata;
6Ini ndakati, “Haiwa, dai ndina mapapiro enjiva!
7ndaitizira kure kwazvo,
8ndaikurumidza kundovanda panzvimbo yangu,
9Nyonganisai vakaipa, imi Ishe, kanganisai mutauro wavo,
10Masikati nousiku vanopoterera masvingo aro chinyararire;
11Masimba okuparadza azere muguta;
12Dai ndatukwa nomuvengi,
13Asi ndiwe, munhu akaita seni,
14yandaimbofarira kuwadzana nayo
15Rufu ngaruwane vavengi vangu vasingafungiri;
16Asi ini ndinodana kuna Mwari,
17Madekwana, mangwanani namasikati
18Anondidzikinura ndisina kukuvara
19Mwari, agere pachigaro choushe nokusingaperi,
20Mumwe wangu anorova shamwari dzake;
21Mutauro wake unotsvedzerera samafuta,
22Kanda kufunganya kwako pana Jehovha
23Asi imi, iyemi Mwari, muchaburutsira vakaipa pasi