We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 44

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 43 Mapisarema Mapisarema 45 →

1Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu;

2Noruoko rwenyu makadzinga ndudzi

3Havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo,

4Ndimi Mambo wangu naMwari wangu,

5Kubudikidza nemi, tinosunda vavengi vedu shure;

6Handivimbi nouta hwangu,

7asi imi munotipa kukunda pamusoro pavavengi vedu,

8Tinozvirumbidza muna Mwari zuva rose,

9Asi zvino matiramba uye matininipisa;

10Makaita kuti tidududze pamberi pavavengi vedu,

11Makatiramwira kumudyi samakwai

12Makatengesa vanhu venyu pasina,

13Makatiita chiseko kuvavakidzani vedu,

14Makatiita tsumo pakati pendudzi;

15Kunyadziswa kwangu kuri pamberi pangu zuva rose,

16pakuseka kwaavo vanondizvidza nokundirwisa,

17Zvose izvi zvakaitika kwatiri

18Mwoyo yedu yakanga isati yafuratira;

19Asi makatipwanya mukatiita nzvimbo yamakava

20Dai takanga takanganwa zita raMwari wedu,

21Mwari haaizviziva here,

22Asi nokuda kwenyu takatarisana norufu zuva rose;

23Mukai, imi Ishe! Munovatireiko?

24Ko, munovanzirei chiso chenyu

25Takawisirwa muguruva;

26Simukai mutibatsire;

← Mapisarema 43 Mapisarema Mapisarema 45 →