1Ndinovanda mamuri, imi Jehovha;
2Rerekerai nzeve yenyu kwandiri,
3Sezvo murimi dombo rangu nenhare yangu,
4Ndisunungurei pamusungo wandakadzikirwa,
5Ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu;
6Ndinovenga vanonamatira kuzvifananidzo zvisina maturo;
7Ndichafara nokufarisisa murudo rwenyu,
8Hamuna kundiisa kumuvengi,
9Haiwa Jehovha, ndinzwirei ngoni nokuti ndine nhamo;
10Upenyu hwangu hwopera nokurwadziwa,
11Nokuda kwavavengi vangu,
12Ndakanganwikwa navo sendakafa;
13nokuti ndinonzwa guhwa ravazhinji;
14Asi ndinovimba nemi, imi Jehovha;
15Nguva dzangu dziri mumaoko enyu;
16Chiso chenyu ngachipenye pamusoro pomuranda wenyu;
17Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa,
18Miromo yavo inoreva nhema ngainyaradzwe,
19Haiwa, kunaka kwenyu kukuru sei,
20Mukudzivirira kwokuvapo kwenyu munovavanza
21Jehovha ngaarumbidzwe,
22Mukuvhunduka kwangu, ndakati,
23Idai Jehovha, imi vatsvene mose!
24Simbai uye mutsunge mwoyo,