1Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa.
2Anondivatisa pamafuro manyoro,
3anoponesa mweya wangu.
4Kunyange ndikafamba nomumupata womumvuri worufu,
5Munondigadzirira tafura
6Zvirokwazvo kunaka kwenyu norudo rwenyu zvichanditevera,
Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona