1Rumbidzai Jehovha.
2Murumbidzei, imi vatumwa vake vose,
3Murumbidzei, imi zuva nomwedzi,
4Murumbidzei, imi matenga ari kumusoro-soro,
5Ngazvirumbidze zita raJehovha,
6Akazviisa panzvimbo yazvo nokusingaperi-peri,
7Rumbidzai Jehovha imi nyika,
8nemi mheni nechimvuramabwe, chando namakore,
9imi makomo nemi zvikomo zvose,
10mhuka dzesango nemombe dzose,
11Madzimambo enyika nendudzi dzose,
12majaya nemhandara,
13Ngavarumbidze zita raJehovha,
14Akasimudzira vanhu vake runyanga,