We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 136

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 135 Mapisarema Mapisarema 137 →

1Vongai Jehovha, nokuti akanaka:

2Vongai Mwari wavamwari:

3Vongai Ishe wamadzishe:

4iye oga anoita zvishamiso zvikuru,

5iye akaita matenga nokunzwisisa kwake,

6iye akatambanudza nyika pamusoro pemvura zhinji,

7iye akaita zviedza zvikuru,

8zuva kuti ribate ushe masikati,

9mwedzi nenyeredzi kuti zvibate ushe usiku;

10iye akarova matangwe eIjipiti,

11uye akabudisa Israeri kubva pakati pavo,

12noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa,

13iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati,

14uye akayambutsa Israeri napakati paro,

15asi akakukura Faro nehondo yake muGungwa Dzvuku;

16iye akatungamirira vanhu vake nomugwenga,

17akarova madzimambo makuru,

18uye akauraya madzimambo ane simba,

19Sihoni mambo wavaAmori,

20naOgi mambo weBhashani,

21akavapa nyika yavo senhaka,

22nhaka kumuranda wake Israeri.

23Iye akatirangarira pakudzikisirwa kwedu,

24uye akatisunungura kubva pavavengi vedu,

25uye anopa zvokudya kuzvisikwa zvose.

26Vongai Mwari wokudenga,

← Mapisarema 135 Mapisarema Mapisarema 137 →