We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mapisarema 119

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mapisarema 118 Mapisarema Mapisarema 120 →

1Vakaropafadzwa avo vane nzira isina chaingapomerwa,

2Vakaropafadzwa avo vanochengeta zvaakatema,

3Havaiti chinhu chakaipa;

4Imi makaisa zvirevo

5Haiwa, dai nzira dzangu dzakasimba

6Ipapo handaizonyadziswa pandinorangarira mirayiro yenyu.

7Ndichakurumbidzai nomwoyo wakarurama,

8Ndichateerera mitemo yenyu;

9Ko, jaya ringanatsa nzira yaro nei?

10Ndinokutsvakai nomwoyo wangu wose;

11Shoko renyu ndakariviga mumwoyo mangu,

12Imi munofanira kukudzwa, Jehovha;

13Nemiromo yangu ndichataurazve

14Ndinofarira kutevera zvirevo zvenyu,

15Ndinofungisisa zvirevo zvenyu,

16Ndinofarira mitemo yenyu;

17Itirai muranda wenyu zvakanaka, ndigorarama;

18Ndisvinudzei meso angu kuti ndione.

19Ndiri mutorwa panyika;

20Mweya wangu wapedzwa nokushuva

21Munotsiura vanozvikudza, avo vakatukwa,

22Bvisai kwandiri kushorwa nokuzvidzwa,

23Kunyange vatongi vachigara pamwe chete vachindireva,

24Ndinofadzwa nezvirevo zvenyu;

25Ndakaradzikwa pasi muguruva;

26Ndakarevazve nzira dzangu imi mukandipindura;

27Itai kuti ndinzwisise zvirevo zvenyu;

28Mweya wangu waziya nokusuwa;

29Ndibvisei panzira dzokunyengera;

30Ndakasarudza nzira yechokwadi;

31Haiwa Jehovha, ini ndichabatirira pazvirevo zvenyu;

32Ndinomhanya munzira yomurayiro wenyu,

33Ndidzidzisei, imi Jehovha, kutevera mitemo yenyu;

34Ndipei kunzwisisa, ndigochengeta murayiro wenyu

35Nditungamirirei munzira yemirayiro yenyu,

36Dzorerai mwoyo wangu pane zvamakatema

37Dzorai meso angu pazvinhu zvisina maturo;

38Zadzisai zvamakapikira muranda wenyu,

39Bvisai kunyadziswa kwandaitya,

40Ndinoshuva zvirevo zvenyu sei!

41Rudo rwenyu rusingaperi ngaruuye kwandiri,

42ipapo ndichapindura vanondishora,

43Regai kubvisa shoko rechokwadi pamuromo pangu,

44Ndichagara ndichiteerera murayiro wenyu,

45Ndichafamba-famba ndakasununguka,

46Ndichataura zvamakatema pamberi pamadzimambo,

47nokuti ndinofarira mirayiro yenyu

48Ndinosimudzira maoko angu

49Rangarirai shoko renyu kumuranda wenyu,

50Zvinondinyaradza pakutambura kwangu ndezvizvi:

51Vanozvikudza vanondiseka vasingaregi,

52Ndinorangarira mirayiro yenyu yekare, imi Jehovha,

53Shungu dzinondibata nokuda kwavakaipa,

54Mitemo yenyu ndiro dingindira rorwiyo rwangu

55Haiwa, Jehovha, ndinorangarira zita renyu usiku,

56Aya ndiwo anga ari maitiro angu:

57Haiwa, Jehovha, ndimi mugove wangu;

58Ndakatsvaka chiso chenyu nomwoyo wangu wose;

59Ndakacherechedza nzira dzangu

60Ndichakurumidza uye handinganonoki

61Kunyange vakaipa vakandisunga namabote,

62Ndinomuka pakati pousiku ndichikuvongai

63Ndiri shamwari yavose vanokutyai,

64Haiwa Jehovha, nyika izere norudo rwenyu,

65Makaitira muranda wenyu zvakanaka,

66Ndidzidzisei zivo nokutonga kwakanaka,

67Pandakanga ndisati ndatambudzika,

68Imi makanaka, uye munoita zvakanaka;

69Kunyange vanozvikudza vakandipomera nhema,

70Mwoyo yavo yakasindimara uye hainzwisisi,

71Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike,

72Murayiro unobva pamuromo wenyu unokosha kwandiri,

73Maoko enyu akandisika uye akandiumba;

74Avo vanokutyai ngavafare pavanondiona,

75Haiwa Jehovha, ndinoziva kuti mirayiro yenyu yakarurama,

76Rudo rwenyu rusingaperi ngarutinyaradze,

77Tsitsi dzenyu ngadziuye kwandiri kuti ndirarame,

78Vanozvikudza ngavanyadziswe pakundikanganisira ndisina mhaka,

79Vanokutyai ngavadzokere kwandiri,

80Mwoyo wangu ngaushaye chaungapomerwa pamitemo yenyu,

81Mweya wangu unoziya nokuda kwekushuva ruponeso rwenyu,

82Meso angu aneta nokutsvaga chivimbiso chenyu;

83Kunyange ndakaita sehomwe yewaini ndiri muutsi,

84Muranda wenyu acharindira kusvikira riniko?

85Vanozvikudza vakandicherera makomba,

86Mirayiro yenyu yose yakavimbika, ndibatsirei,

87Vakanga voda kundibvisa panyika,

88Chengetedzai upenyu hwangu zvakafanira rudo rwenyu,

89Haiwa Jehovha, shoko renyu rinogara nokusingaperi;

90Kutendeka kwenyu kunoramba kuripo kusvikira kuzvizvarwa zvose;

91Mirayiro yenyu iripo kusvikira iye nhasi,

92Dai murayiro wenyu wanga usiri mufaro wangu,

93Handichazokanganwi zvamakatema,

94Ndiponesei, nokuti ndiri wenyu;

95Vakaipa vakarindira kundiparadza,

96Ndinoona kuguma kwezvose zvakakwana,

97Haiwa, ndinoda murayiro wenyu sei!

98Mirayiro yenyu inoita kuti ndive akachenjera kupfuura vavengi vangu,

99Ndinonzwisisa zvakawanda kupfuura vadzidzisi vangu,

100Ndinonzwisisa zvikuru kupfuura vakuru,

101Ndakadzora tsoka dzangu panzira

102Handina kubva pamirayiro yenyu,

103Mashoko enyu anotapira seiko pakuaravira,

104Ndinowana kunzwisisa kubva pazvirevo zvenyu;

105Shoko renyu ndiwo mwenje wetsoka dzangu,

106Ndakaita mhiko ndikaisimbisa,

107Ndakatambudzika kwazvo;

108Haiwa Jehovha, gamuchirai henyu kurumbidza kwomuromo wangu,

109Kunyange ndichiramba ndakabata upenyu hwangu mumaoko angu,

110Vakaipa vakanditeya nomusungo,

111Zvirevo zvenyu inhaka yangu nokusingaperi;

112Mwoyo wangu wakagarira kuchengeta zvirevo zvenyu,

113Ndinovenga vanhu vane mwoyo miviri,

114Imi muri utiziro hwangu nenhoo yangu;

115Ibvai kwandiri, imi vaiti vezvakaipa,

116Nditsigirei sezvamakavimbisa, ipapo ndichararama;

117Nditsigirei, ipapo ndicharwirwa;

118Munoramba vose vanotsauka pamitemo yenyu,

119Vakaipa vose venyika munovaita sengura;

120Nyama yangu inodedera nokuda kwokukutyai;

121Ndakaita zvakarurama nokururamisira;

122Itai kuti muranda wenyu agare zvakanaka;

123Meso angu aneta nokutsvaka ruponeso rwenyu,

124Itirai muranda wenyu zvinoringana norudo rwenyu,

125Ndiri muranda wenyu;

126Haiwa Jehovha, inguva yenyu yokubata;

127Nokuti ndinoda mirayiro yenyu kupfuura goridhe,

128uye nokuti ndinoti zvirevo zvenyu zvose zvakarurama,

129Zvirevo zvenyu zvinoshamisa;

130Kuzarurwa kweshoko renyu kunopa chiedza;

131Ndinoshamisa muromo wangu ndigodokwaira,

132Dzokerai kwandiri mugondinzwira ngoni,

133Rayirai nhambwe dzetsoka dzangu zviri maererano neshoko renyu;

134Ndidzikinurei pakudzvinyirira kwavanhu,

135Chiso chenyu ngachipenye pamusoro pomuranda wenyu,

136Hova dzemisodzi dzinoerera dzichibva mumeso angu,

137Haiwa Jehovha, imi makarurama,

138Zvirevo zvenyu zvamakadzika zvakarurama;

139Kushingaira kwangu kunondipedza,

140Vimbiso dzenyu dzakaedzwa chose,

141Kunyange ndakaderedzwa uye ndichizvidzwa hangu,

142Kururama kwenyu kunogara nokusingaperi,

143Nhamo namatambudziko zviri pamusoro pangu,

144Zvirevo zvenyu zvinogara zvakarurama;

145Ndinodana nomwoyo wangu wose; haiwa Jehovha ndipindureiwo,

146Ndinodanidzira kwamuri,

147Ndinomuka mambakwedza asati asvika ndigochemera kubatsirwa;

148Meso angu anogara akasvinura panguva dzose dzousiku,

149Inzwai inzwi rangu sezvakafanira rudo rwenyu;

150Vanoita mano akaipa vari pedyo,

151Asi imi muri pedyo, Jehovha,

152Ndakadzidza pane zvamakatema kare,

153Tarirai kutambudzika kwangu mugondirwira,

154Miririrai mhosva yangu uye mundidzikinure;

155Ruponeso rwuri kure navakaipa,

156Haiwa Jehovha, tsitsi dzenyu ihuru;

157Vavengi vangu navanonditambudza vazhinji,

158Ndinotarira kuna vasingatendi ndichisema,

159Tarirai madiro andinoita zvirevo zvenyu;

160Mashoko enyu ose ndeechokwadi;

161Vatongi vanonditambudza ndisina mhaka,

162Ndinofarira vimbiso yenyu

163Ndinovenga uye ndinosema nhema,

164Ndinokurumbidzai kanomwe pazuva,

165Vanoda murayiro wenyu vano rugare rukuru,

166Haiwa Jehovha, ndakamirira ruponeso rwenyu,

167Ndinoteerera zvirevo zvenyu,

168Ndinoteerera zvirevo zvenyu nezvamakatema,

169Dai kuchema kwangu kwasvika pamberi penyu, imi Jehovha;

170Kukumbira kwangu dai kwasvika pamberi penyu;

171Miromo yangu dai yafashukira nerumbidzo,

172Rurimi rwangu dai rwaimba nezveshoko renyu,

173Ruoko rwenyu dai rwagadzirira kundibatsira,

174Haiwa Jehovha, ndinoshuva ruponeso rwenyu,

175Regai ndirarame kuti ndigokurumbidzai,

176Ndakatsauka segwai rakarasika.

← Mapisarema 118 Mapisarema Mapisarema 120 →