1Israeri akati abuda muIjipiti,
2Judha akava imba tsvene yaMwari,
3Gungwa rakazviona rikatiza,
4makomo akakwakuka samakondobwe,
5Haiwa gungwa, wakatizeiko,
6imi makomo zvamakakwakuka samakondobwe,
7Dedera, iwe nyika pamberi paShe,
8akashandura dombo rikava dziva,