We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Zefania 1

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

Zefania Zefania 2 →

1Shoko raJehovha rakasvika kuna Zefania, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, pamazuva okutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha richiti:

2“Ndichatsvaira zvose

3“Ndichatsvaira zvose vanhu nemhuka;

4Ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndirwise Judha

5vaya vanopfugama pamusoro pedzimba

6vaya vanotsauka kubva pakutevera Jehovha

7Nyararai pamberi paIshe Jehovha,

8Pazuva rechibayiro chaJehovha,

9Pazuva iro ndicharanga

10“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha,

11Ungudzai imi munogara munharaunda yomusika,

12Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje;

13Upfumi hwavo huchapambwa,

14“Zuva guru raJehovha rava pedyo,

15Zuva iro richava rokutsamwa,

16Zuva rehwamanda nemhere yehondo yokurwisa maguta akakomberedzwa namasvingo, nokurwisa shongwe dzomumakona.

17Ndichauyisa kudzungaira pavanhu

18Sirivha yavo kana goridhe ravo

Zefania Zefania 2 →