1Zvirevo zvaAguri mwanakomana waJake, shoko rake:
2“Ndini munhu asingazivi zvikuru kwazvo pakati pavanhu;
3Handina kudzidza uchenjeri,
4Ndiani akakwidza kudenga uye akazoburuka?
5“Shoko rimwe nerimwe raMwari nderechokwadi;
6Usawedzera kumashoko ake,
7“Zvinhu zviviri zvandinokumbira kwamuri, imi Jehovha,
8Bvisai kusatendeka nenhema zvive kure neni;
9Zvichida, ndingava nezvakawanda kwazvo ndikasakukudzai,
10“Usareva muranda kuna tenzi wake,
11“Kuna avo vanotuka madzibaba avo
12vaya vanozviti vakachena pamaonero avo
13vaya vane meso anozvikudza nguva dzose,
14vaya vane meno anenge minondo
15“Chikwevaropa chine vanasikana vaviri.
16guva,
17“Ziso rinotuka baba,
18“Pane zvinhu zvitatu zvinondishamisa kwazvo,
19nzira yegondo riri mudenga,
20“Iyi ndiyo nzira yomukadzi chifeve:
21“Nyika inodedera nokuda kwezvinhu zvitatu,
22muranda anozova mambo,
23mukadzi akaroorwa asi asingadiwi,
24“Panyika pane zvinhu zvina zvidiki,
25Masvosve zvipuka zvine simba duku
26mbira zvipuka zvisina simba guru,
27mhashu hadzina mambo,
28dzvinyu rinogona kubatwa namaoko,
29“Kune zvinhu zvitatu zvino kufamba kunokudzwa kwazvo,
30shumba, ine simba pakati pezvikara, isingadududzi pamberi pechikara chipi zvacho;
31mafambiro okuzvikudza ejongwe,
32“Kana uchinge waita upenzi nokuzvirumbidza pachako,
33Nokuti somukaka warozva unobudisa ruomba,