We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Zvirevo 28

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Zvirevo 27 Zvirevo Zvirevo 29 →

1Munhu akaipa anotiza kusina anomudzinganisa,

2Kana nyika ikapanduka, inova navatungamiri vakawanda,

3Mutongi anomanikidza varombo

4Avo vanorasa murayiro vanorumbidza vakaipa,

5Vanhu vakaipa havanzwisisi kururamisira,

6Zviri nani kuva murombo ane mafambiro akarurama

7Uyo anochengeta murayiro mwanakomana akachenjera,

8Uyo anowedzera pfuma yake nokutengesa nomutengo uri pamusoro-soro,

9Kana munhu akaramba kunzwa murayiro nenzeve dzake,

10Uyo anotungamirira vakarurama panzira yakaipa,

11Munhu akapfuma angazviti akachenjera pakuona kwake,

12Kana vakarurama vachikunda, kune mufaro mukuru;

13Uyo anofukidzira zvivi zvake haabudiriri,

14Akaropafadzwa munhu anogara achitya Jehovha,

15Seshumba inoomba, kana bere rinodzingirira,

16Mutongi anoshusha haana njere,

17Munhu anoshushikana nemhosva yake yokuuraya,

18Uyo ano mufambiro wakarurama anogara akachengetedzeka,

19Uyo anorima munda wake achava nezvokudya zvakawanda,

20Munhu akatendeka acharopafadzwa zvikuru,

21Kuita rusarura hakuna kunaka,

22Munhu anonyima ane shungu dzokuda kupfuma

23Uyo anotsiura munhu iye achawana nyasha dzakawanda pakupedzisira,

24Uyo anobira baba kana mai vake

25Munhu ane ruchiva anomutsa kupesana,

26Uyo anovimba nesimba rake ibenzi,

27Uyo anopa kuvarombo haangashayiwi chinhu,

28Kana akaipa achienda pachigaro chokutonga, vanhu vanohwanda;

← Zvirevo 27 Zvirevo Zvirevo 29 →