1“Inzwai izvi, imi vaprista!
2Vapanduki vari mushishi rokuuraya.
3Ndinoziva zvose zviri pamusoro paEfuremu;
4“Zviito zvavo hazvivatenderi
5Kuzvikudza kwaIsraeri kunovapa mhosva;
6Pavachaenda namakwai nemombe dzavo
7Havana kutendeka kuna Jehovha;
8“Ridzai hwamanda paGibhea,
9Efuremu achaparadzwa
10Vatungamiri vaJudha vakafanana neavo
11Efuremu adzvinyirirwa
12Ndakafanana nechipfukuto kuna Efuremu,
13“Efuremu paakaona kurwara kwake,
14Nokuti ndichava seshumba kuna Efuremu,
15Mushure maizvozvo ndichadzokera kunzvimbo yangu,