We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Hosea 2

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Hosea 1 Hosea Hosea 3 →

1“Uti kuvanunʼuna vako, ‘Vanhu vangu,’ nokuhanzvadzi dzako ‘vadikanwa vangu.’ ”

2“Tsiurai mai venyu, vatsiurei,

3Kana zvikasadaro, ndichavabvisa nguo dzose

4Handizoratidzi vana vavo rudo,

5Mai vavo vakanga vasina kutendeka

6Naizvozvo ndichasosera nzira yavo namasanzu eminzwa;

7Vachadzinganisa vadiwa vavo asi havangavabati;

8Havana kuzvibvuma kuti ndini

9“Naizvozvo ndichavatorera zviyo zvangu kana zvaibva,

10Saka zvino ndichabudisa pachena unzenza hwavo

11Ndichagumisa kupembera kwavo kwose:

12Ndichaparadza mizambiringa yavo nemiti yavo yemionde

13Ndichavaranga nokuda kwamazuva

14“Naizvozvo zvino ndichazovakwezva;

15Ikoko ndichavadzosera minda yavo yemizambiringa

16“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha,

17Ndichabvisa mazita avanaBhaari pamiromo yavo;

18Pazuva iro ndichavaitira sungano

19Ndichatsidza kukuwana uve wangu nokusingaperi;

20Ndichatsidza kukuwana mukutendeka,

21“Pazuva iro ndichadavira,”

22nenyika ichadavira kuzviyo,

23Ndichamusima panyika nokuda kwangu;

← Hosea 1 Hosea Hosea 3 →