1“Israeri paakanga achiri muduku, ndaimuda,
2Asi pandakanyanya kuvadana,
3Ndini ndakadzidzisa Efuremu kufamba,
4Ndakavatungamirira nerwodzi rwounyoro hwomunhu,
5“Havangadzokerizve kuIjipiti
6Minondo ichapenya mumaguta avo,
7Vanhu vangu vazvipira kutsauka vachibva kwandiri.
8“Ndinokuregedza seiko, Efuremu?
9Handingazadzisi kutsamwa kwangu kukuru
10Vachatevera Jehovha;
11Vachauya vachidedera
12Efuremu andikomberedza nenhema,