We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Mika 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Mika 2 Mika Mika 4 →

1Ipapo ndakati,

2imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa;

3munodya nyama yavanhu vangu,

4Ipapo vachadana kuna Jehovha,

5Zvanzi naJehovha:

6Naizvozvo usiku huchauya pamusoro pako,

7Vaoni vachanyadziswa

8Asi kana ndirini, ndizere nesimba,

9Inzwai izvi, imi vatungamiri veimba yaJakobho,

10munovaka Zioni nokudeura ropa,

11Vatungamiri varo vanotongera fufuro,

12Naizvozvo nokuda kwenyu,

← Mika 2 Mika Mika 4 →