We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jobho 3

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jobho 2 Jobho Jobho 4 →

1Shure kwaizvozvo, Jobho akashamisa muromo wake ndokutuka zuva rokuberekwa kwake.

2Akati:

3“Zuva rokuberekwa kwangu ngariparare,

4Zuva iroro ngarishanduke rive rima;

5Rima nomumvuri wakasviba ngazviritore zvakare;

6Usiku uhwo rima guru ngaribate;

7Usiku uhwo ngahushaye chibereko;

8Vanotuka mazuva ngavatuke zuva iro,

9Nyeredzi dzahwo dzamangwanani ngadzisvibe;

10nokuti hahuna kundipfigira mikova yechizvaro

11“Ko, ndakaregererei kufa pakuberekwa kwangu,

12Mabvi akavapo seiko kuti andigamuchire

13Nokuti zvino ndingadai ndakavata murugare;

14namadzimambo namakurukota enyika,

15navatongi vakanga vane goridhe,

16Kana kuti sei ndisina kuvigwa

17Ikoko vakaipa vanorega kutambudza,

18Nhapwa dzinofarirawo rugare rwadzo;

19Vaduku navakuru variko,

20“Chiedza chinopirweiko vaya vari kusurukirwa,

21kuna vaya vanoshuva kufa irwo rusingauyi,

22vazere nomufaro

23Upenyu hunopirweiko munhu ane nzira yakavanzika,

24Nokuti mafemo anosvika kwandiri pachinzvimbo chezvokudya,

25Zvandaitya zvakandivinga;

26Handina rugare, handina runyararo;

← Jobho 2 Jobho Jobho 4 →