1Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Jeremia muprofita pamusoro pendudzi:
2Pamusoro peIjipiti:
3“Gadzirai nhoo dzenyu, dzose huru neduku,
4Sungai mabhiza,
5Ndinooneiko?
6Vanogona kumhanya havangatizi,
7Ndianiko uyu anozara serwizi Nairi,
8Ijipiti yazara seNairi,
9Virimai, imi mabhiza!
10Asi zuva iro nderaShe, iye Jehovha Wamasimba Ose,
11“Kwidza kuGireadhi undotora bharimu,
12Ndudzi dzichanzwa nezvokunyadziswa kwako;
13Iri ndiro shoko rakataurwa naJehovha kuna Jeremia muprofita, pamusoro pokuuya kwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi kuzorwa neIjipiti achiti:
14“Zivisai izvi muIjipiti, mugozviparidza paMigidhori;
15Ko, mhare dzenyu dzingadzikisirwei?
16Vacharamba vachingogumburwa;
17Ikoko vachadanidzira vachiti,
18“Zvirokwazvo noupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaura Mambo,
19Rongedzai zvinhu zvenyu, nokuti muchaenda kuutapwa,
20“Ijipiti itsiru rakaisvonaka,
21Varwi vanorwa kuti varipirwe mari chete vari mairi,
22Ijipiti ichashinyira senyoka inotiza
23Vachatemera sango raro pasi,”
24Mwanasikana weIjipiti achanyadziswa,
25Jehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri, anoti, “Ndava pedyo nokuuyisa shamhu pamusoro paAmoni mwari weTebhesi, napamusoro paFaro, neIjipiti navamwari vayo namadzimambo ayo, napamusoro peavo vanovimba naFaro.
26Ndichavaisa mumaoko eavo vanotsvaka kuvauraya, nokuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi namachinda ake. Shure kwaizvozvo, Ijipiti ichagarwa sepamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
27“Usatya, iwe Jakobho muranda wangu;
28Usatya, iwe Jakobho muranda wangu,