We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jeremia 20

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jeremia 19 Jeremia Jeremia 21 →

1Muprista Pashuri mwanakomana waImeri, mutariri mukuru mutemberi yaJehovha, akati anzwa Jeremia achiprofita zvinhu izvi,

2akarayira kuti Jeremia muprofita arohwe agoiswa muchitokisi paSuo Rokumusoro raBhenjamini raiva patemberi yaJehovha.

3Chifumi chamangwana, Pashuri akati amusunungura kubva muchitokisi, Jeremia akati kwaari, “Zita rinopiwa kwauri naJehovha harisi Pashuri, asi Magori-Misabhibhi (zvichireva zvinotyisa kumativi ose).

4Nokuti zvanzi naJehovha: ‘Ndichakuita chinhu chinokutyisa iwe pachako nokushamwari dzako dzose; uchadziona nemeso ako dzichiwisirwa pasi nomunondo wavavengi vavo. Ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, uye achavaendesa kuBhabhironi kana kuvauraya nomunondo.

5Ndichaisa pfuma yose yeguta rino, nezvose zvavakawana, nezvose zvinokosha zvaro, nepfuma yose yamadzimambo eJudha, mumaoko avavengi vavo. Vachazvipamba ndokuzviendesa kuBhabhironi.

6Zvino iwe Pashuri, navose vanogara mumba mako muchatapwa mugondogariswa kuBhabhironi. Uchandofira ikoko, iwe neshamwari dzako dzose dzawaiprofitira nhema.’ ”

7Haiwa Jehovha makandinyengera, uye ndakanyengerwa;

8Pandinotaura pose, ndinodanidzira

9Asi kana ndikati, “Handicharevi zita rake,

10Ndinonzwa vazhinji vachizevezera vachiti,

11Asi Jehovha aneni semhare ine simba;

12Haiwa Jehovha Wamasimba Ose, iyemi munoedza vakarurama

13Imbirai Jehovha!

14Ngaritukwe zuva randakaberekwa!

15Ngaatukwe munhu akazivisa baba vangu shoko,

16Munhu uyo ngaave semaguta

17Nokuti haana kundiuraya ndiri mudumbu,

18Ndakambobudireiko mudumbu

← Jeremia 19 Jeremia Jeremia 21 →