We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Jobho 35

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Jobho 34 Jobho Jobho 36 →

1Ipapo Erihu akati:

2“Unofunga kuti izvi zvakarurama here? Iwe zvaunoti, ‘Ndichanzi ndakarurama naMwari.’

3Kunyange zvakadaro unomubvunza uchiti, ‘Zvinondibatsirei, uye ndinowaneiko nokusatadza.’

4“Ndinoda kupindura iwe

5Tarira kumatenga uone;

6Kana ukatadza, zvinomurwadza zvakadiniko?

7Kana wakarurama, unomupeiko iye,

8Kuipa kwako kunongobata munhu akaita sewe,

9“Vanhu vanoridza mhere vari pasi pomutoro wokumanikidzwa;

10Asi hakuna munhu anoti, ‘Aripiko Mwari Muiti wangu,

11anodzidzisa zvakawanda kwatiri kupfuura mhuka dzenyika

12Haapinduri kana vanhu vachiridza mhere,

13Zvirokwazvo, Mwari haateereri chikumbiro chavo chisina maturo;

14Ndoda, zvino, haangateereri

15uyezve, kuti kutsamwa kwake hakumborangi,

16Saka Jobho anoshamisa muromo wake achitaura zvisina maturo;

← Jobho 34 Jobho Jobho 36 →