We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 54

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 53 Isaya Isaya 55 →

1“Imba, iwe mukadzi asina mwana,

2Wedzera nzvimbo yetende rako,

3Nokuti uchapararira kurudyi nokuruboshwe;

4“Usatya hako: haunganyadziswi.

5Nokuti Muiti wako ndiye murume wako,

6Jehovha achakudanazve

7“Kwechinguvana ndakakusiya,

8Ndichisundwa nehasha

9“Kwandiri izvi zvakafanana namazuva aNoa,

10Kunyange makomo akazungunuswa,

11“Haiwa, iwe guta rokutambudzika wakarohwa nedutu ukasanyaradzwa,

12Ndichakuitira zviruvi zvamabwe matsvuku,

13Vanakomana venyu vose vachadzidziswa naJehovha,

14Muchasimbiswa mukururama:

15Kana mumwe akakurwisa, handisini ndinenge ndazviita;

16“Tarira, ndini ndakasika mupfuri wesimbi

17hapana munondo ucharwisana newe ukakunda,

← Isaya 53 Isaya Isaya 55 →