We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 52

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 51 Isaya Isaya 53 →

1Muka, muka iwe Zioni,

2Zunza guruva rako: simuka,

3Nokuti zvanzi naJehovha,

4Nokuti zvanzi naIshe Jehovha,

5“Uye zvino ndinei pano?” ndizvo zvinotaura Jehovha.

6Naizvozvo vanhu vangu vachaziva zita rangu;

7Dzakanaka sei pamusoro pamakomo

8Chinzwa! Nharirire dzako dzinodanidzira namanzwi adzo;

9Pururudzai muimbe nziyo dzomufaro pamwe chete,

10Jehovha acharatidza ruoko rwake rutsvene

11Ibvai, ibvai, budai ikoko!

12Asi hamungazobudi nokukurumidza

13Tarirai muranda wangu achaita nouchenjeri;

14Sezvo vazhinji vakashamiswa naye,

15saka iye achasasa ndudzi zhinji,

← Isaya 51 Isaya Isaya 53 →