We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 5

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 4 Isaya Isaya 6 →

1Ndichaimbira mudiwa wangu

2Akautimbira akabvisa mabwe

3“Zvino imi vagari vomuJerusarema nemi varume veJudha,

4Chiiko chimwezve chaifanira kuitirwa munda wangu

5Zvino ndichakuudzai

6Ndichauita nzvimbo yamarara,

7Munda womuzambiringa waJehovha Wamasimba Ose

8Mune nhamo imi munowedzera dzimba nedzimba

9Jehovha Wamasimba Ose akataura ndichinzwa akati,

10Maeka gumi omunda wemizambiringa achabereka bhati rimwe chete5:10 marita angaita 22 rewaini,

11Vane nhamo avo vanomuka mangwanani

12Vanenge vane rudimbwa,

13Naizvozvo vanhu vangu vachapinda muutapwa,

14Naizvozvo gehena rakawedzera kukara kwaro,

15Naizvozvo munhuwo zvake achadzikiswa,

16Asi Jehovha Wamasimba Ose achakudzwa, nokuda kwokururamisira kwake, uye Mwari,

17Ipapo makwai achafura saari mumafuro awo;

18Vane nhamo avo vanokweva chivi nerwodzi rwokunyengera,

19uye nevanoti, “Mwari ngaakurumidze,

20Vane nhamo avo vanoti zvakaipa

21Vane nhamo avo vanoti vakachenjera pameso avo,

22Vane nhamo avo vanova mhare pakunwa waini,

23vanopembedza ane mhosva nokuda kwefufuro,

24Naizvozvo, samarimi omoto anonanzva mashanga,

25Naizvozvo kutsamwa kwaJehovha kwopfuta pamusoro pavanhu vake;

26Anosimudzira ndudzi dziri kure mureza,

27Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa,

28Miseve yavo inopinza,

29Kuomba kwavo kwakaita sokweshumba,

30Pazuva iro vachaomba pamusoro payo,

← Isaya 4 Isaya Isaya 6 →