We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 48

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 47 Isaya Isaya 49 →

1“Inzwai izvi, imi imba yaJakobho,

2imi munozviti vagari vomuguta dzvene,

3Ndakazivisa zvinhu zvakare, kare kare,

4Nokuti ndaiziva kuti mwoyo wako wakanga wakasindimara sei;

5Naizvozvo ndakakuudza zvinhu izvi kare kare;

6Wakazvinzwa zvinhu izvi; zvitarire zvose.

7Zvava kusikwa zvino, uye hakusi kare;

8Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa;

9Nokuda kwezita rangu ndinononoka kutsamwa;

10Tarira, ndakakunatsa, kunyange zvisina kuita sesirivha;

11Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndinoita izvi.

12“Nditeerere, iwe Jakobho,

13Ruoko rwangu ndirwo rwakateya nheyo dzenyika,

14“Unganai pamwe chete, imi mose muteerere;

15Ini, iyeni ndataura;

16“Swederai kwandiri muteerere izvi:

17Zvanzi naJehovha

18Dai chete wakanga wateerera mirayiro yangu,

19Zvizvarwa zvako zvingadai zvakaita sejecha,

20Mudai muBhabhironi,

21Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga;

22“Vakaipa havana rugare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

← Isaya 47 Isaya Isaya 49 →