1“Nyararai pamberi pangu, imi zviwi!
2“Ndianiko akamutsa mumwe kubva kumabvazuva,
3Anovadzinganisa agopfuurira mberi asina vanga,
4Ndiani akabata basa iri akaripedza,
5Zviwi zvakazviona zvikatya;
6mumwe nomumwe anobatsira wokwake,
7Mhizha inokurudzira mupfuri wegoridhe,
8“Asi iwe, Israeri, muranda wangu,
9ndakakutora kubva kumagumo enyika,
10Naizvozvo usatya, nokuti ndinewe;
11“Vose vanokutsamwira
12Kunyange ukatsvaka vavengi vako,
13Nokuti ndini Jehovha, Mwari wako,
14Usatya Jakobho iwe honye,
15“Tarira, ndichakuita mupuro, mutsva unopinza,
16Uchaapepeta, achatorwa nemhepo,
17“Varombo navanoshaya vanotsvaka mvura
18Ndichaita kuti nzizi dziyerere pamitunhu isina miti,
19Ndichaisa mugwenga musidhari nomuakasiya,
20kuitira kuti vanhu vaone uye vagoziva,
21“Sumai mhaka yenyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
22“Uyai nezvifananidzo zvenyu zvitiudze
23tiudzei kuti ramangwana rinei,
24Asi imi hamusi chinhu,
25“Ndamutsa mumwe anobva kumusoro, zvino ari kuuya,
26Ndianiko akazvireva kubva pakutanga, kuti zvimwe,
27Ndini akava wokutanga kuudza Zioni kuti, ‘Tarira, ava vari pano!’
28Ndinotarisa asi hapana munhu,
29Tarirai, vose inhema dzoga!