We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Isaya 34

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Isaya 33 Isaya Isaya 35 →

1Swederai pedyo, imi ndudzi dzavanhu, munzwe.

2Jehovha akatsamwira ndudzi dzose;

3Vakaurayiwa vavo vacharasirwa kunze,

4Nyeredzi dzokudenga dzose dzichanyungudika,

5Munondo wangu wakanwa ukaguta kumatenga;

6Munondo waJehovha wakanyura muropa,

7Nyati dzichawa pamwe navo

8Nokuti Jehovha ane zuva rokutsiva

9Hova dzeEdhomu dzichashanduka kuva namo,

10Haingadzimwi usiku namasikati;

11Asi zvichava zvezizi romugwenga nehukurwizi;

12Makurukota ake haazovi nechinhu ikoko chingazonzi umambo,

13Minzwa ichatandira nhare dzayo,

14Zvikara zvomugwenga zvichasangana namapere,

15Zizi richaita dendere rigokandira mazaipo,

16Tarirai murugwaro rwaJehovha mugorava:

17Anozvigovera migove yazvo;

← Isaya 33 Isaya Isaya 35 →