We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Ezekieri 30

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Ezekieri 29 Ezekieri Ezekieri 31 →

1Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

2“Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha:

3Nokuti zuva rava pedyo,

4Munondo uchauya pamusoro peIjipiti,

5Etiopia nePuti, Ridhia neArabhia yose, Ribhiya navanhu venyika yesungano vachaurayiwa nomunondo pamwe chete neIjipiti.

6“ ‘Zvanzi naJehovha:

7Vachaparadzwa

8Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha,

9“ ‘Pazuva iro, nhume dzichabva kwandiri dziri muzvikepe kuti dzindotyisidzira Etiopia kuti abve pakuvarairwa kwake. Ucharwadziwa pazuva rokuparadzwa kweIjipiti, nokuti zvirokwazvo rinouya.

10“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha:

11Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi,

12Ndichaomesa hova dzeNairi,

13“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha:

14Ndichaita kuti Patirosi ive dongo,

15Ndichadururira hasha dzangu pamusoro pePerusiami,

16Ndichapisa Ijipiti;

17Majaya okuHerioporisi neokuBhubhastisi

18Zuva iroro richava rerima paTapanhesi,

19Saka ndicharanga Ijipiti,

20Mugore regumi nerimwe, mumwedzi wokutanga pazuva rechinomwe shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

21“Mwanakomana womunhu, ndavhuna ruoko rwaFaro mambo weIjipiti. Haruna kusungwa kuti rupore kana kuiswa chiseketo kuti ruve nesimba rokubata munondo.

22Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka naFaro mambo weIjipiti. Ndichavhuna maoko ake ose ari maviri, ruoko rwakanaka norwakavhunika, ndigoita kuti munondo uwe kubva muruoko rwake.

23Ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi ndigovadzingira munyika dzose.

24Ndichasimbisa ruoko rwamambo weBhabhironi uye ndichaisa munondo wangu muruoko rwake, asi ndichavhuna maoko aFaro, uye achagomera pamberi pake somunhu akuvadzwa zvokuti achafa.

25Ndichasimbisa maoko amambo weBhabhironi, asi maoko aFaro acharembera pasi. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichaisa munondo muruoko rwamambo weBhabhironi agouvheyesa kuti arwise Ijipiti.

26Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pendudzi ndigovadzingira munyika dzose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”

← Ezekieri 29 Ezekieri Ezekieri 31 →