We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Muparidzi 7

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Muparidzi 6 Muparidzi Muparidzi 8 →

1Zita rakanaka rinopfuura mafuta anonhuhwira zvakanaka kwazvo,

2Zviri nani kuenda kuimba yokuchema

3Kusuwa kunopfuura kuseka,

4Mwoyo womuchenjeri uri mumba yokuchema,

5Zviri nani kuteerera kutsiura kwomunhu akachenjera,

6Sokuputika kweminzwa pasi pehari,

7Udzvinyiriri hunoshandura muchenjeri achiva benzi,

8Magumo echinhu anopfuura mavambo acho,

9Usakurumidza kutsamwa pamweya wako

10Usati, “Sei mazuva akare ari nani kupfuura azvino?”

11Uchenjeri chinhu chakanaka senhaka,

12Uchenjeri hunodzivirira sokudzivirira kunoita mari,

13Cherechedza zvakaitwa naMwari:

14Kana zvinhu zvakanaka, fara;

15Muupenyu hwangu husina maturo ndakaona zvose izvi:

16Usava munhu akanyanyisa kururama,

17Usava munhu akanyanyisa kuipa,

18Zvakanaka kubatisisa chimwe chinhu,

19Uchenjeri hunoita kuti mumwe munhu akachenjera

20Hapana munhu akarurama panyika,

21Usava nehanya namashoko ose anotaurwa navanhu,

22nokuti unoziva mumwoyo mako

23Zvose izvi ndakazviedza nouchenjeri ndikati,

24Chii zvacho chingava uchenjeri,

25Saka ndakashandura pfungwa dzangu ndikatanga kutsvaka kunzwisisa,

26Ndakawana chinhu chinovava kupfuura rufu,

27Muparidzi anoti, “Tarira, izvi ndizvo zvandakawana:

28pandakanga ndichiri kutsvaka

29Chinhu ichi chete ndicho chandakawana chokuti:

← Muparidzi 6 Muparidzi Muparidzi 8 →