1Chenjerera rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari. Enda pedyo undonzwa pano kuti upe chibayiro chamapenzi, vasingazivi kuti vanoita zvakaipa.
2Usakurumidza nomuromo wako,
3Sokuuya kwechiroto kana pane matambudziko akawanda
4Kana waita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuizadzisa. Iye haafariri mapenzi; zadzisa mhiko yako.
5Zviri nani kurega kupika pano kuita mhiko wozorega kuizadzisa.
6Usaregera muromo wako uchikutungamirira mukutadza. Uye usapikisa mutumwa wetemberi uchiti, “Ndakakanganisa pakupika.” Mwari achatsamwireiko pamusoro pezvaunotaura, uye agoparadza basa ramaoko ako?
7Kurota kuzhinji namashoko mazhinji hazvina maturo. Naizvozvo mira utye Mwari.
8Kana ukaona murombo achidzvinyirirwa mudunhu uye achinyimwa kururamisirwa nekodzero, usashamiswa nezvinhu zvakadai; nokuti mumwe mukuru anotarirwa nomumwe ari pamusoro pake, uye pamusoro pavo vose pane vamwe vakavakurirawo.
9Zvinowanikwa kubva panyika zvinotorwa navose; iye mambo ane zvaanowana kubva kuminda.
10Uyo zvake anoda mari haazombowani mari yakakwana;
11Nokuwanda kunoita pfuma,
12Hope dzomushandi dzakanaka,
13Ndakaona chinhu chakaipisisa pasi pezuva:
14kana pfuma inorasika nokuda kwechinhu chakaipa chinomuwira,
15Munhu sezvaanobuda mudumbu ramai vake,
16Ichi zvakare chinhu chakaipa kwazvo:
17Pamazuva ake ose anodyira murima,
18Ipapo ndakaziva kuti zvakanaka uye zvakafanira kuti munhu adye uye anwe, uye kuti azviwanire kugutsikana mukushanda kwake kwaakabata pasi pezuva pamazuva ake mashoma oupenyu aakapiwa naMwari, nokuti uyu ndiwo mugove wake.
19Pamusoro pezvo, Mwari paanopa munhu upi zvake mari nezvinhu, uye achiita kuti akwanise kuti afadzwe nazvo kuti agamuchire mugove wake uye kuti afadzwe nebasa rake, ichi chipo chinobva kuna Mwari.
20Haawanzofunga pamusoro poupenyu hwake, nokuti Mwari anopindura zvinofadza mwoyo wake.