We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Muparidzi 12

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Muparidzi 11 Muparidzi

1Rangarira Musiki wako

2zuva nechiedza uye nomwedzi

3kana vatariri vemba vodedera,

4kana mikova yokunzira ichinge yapfigwa

5kana vanhu votya nzvimbo dzakakwirira

6Murangarirei, rwodzi rwesirivha rusati rwadambuka;

7uye guruva risati radzokera kuvhu kwarakabva,

8Muparidzi anoti, “Hazvina maturo! Hazvina maturo!

9Muparidzi akanga asina kuchenjera chete asi akadzidzisawo zivo kuvanhu. Akarangarira akaongorora uye akaronga zvirevo zvizhinji.

10Muparidzi akatsvaka kuti awane mashoko akanaka chete, uye zvaakanyora zvakarurama uye ndezvechokwadi.

11Mashoko avachenjeri akafanana nezvibayiso, mashoko avo akaunganidzwa akasimbiswa sembambo dzakarovererwa kwazvo, akapiwa noMufudzi mumwe chete.

12Yambirwa, mwanakomana wangu, kuti pasava nechinhu chipi zvacho chichawedzerwa pazviri.

13Zvino zvose zvanzwikwa;

14Nokuti Mwari achatonga basa rimwe nerimwe

← Muparidzi 11 Muparidzi