We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

← Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 5 Rwiyo Rukuru rwaSoromoni Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 7 →

1Ko, mudiwa wako aendepiko,

2Mudiwa wangu adzika kubindu rake,

3Ini ndiri womudiwa wangu uye mudiwa wangu ndowangu;

4Wakanaka iwe mudiwa wangu, seTiriza,

5Bvisa meso ako pandiri;

6Meno ako akafanana neboka ramakwai

7Zvavovo zvako zviri mumumbure wako

8Kungava navanamambokadzi makumi matanhatu,

9Asi njiva yangu, iye akakwana wangu,

10Ko, ndiani uyo anoratidzika samambakwedza,

11Ndakadzika kusango remiti yemipfura

12Ndisati ndambodii,

13Dzoka, dzoka iwe muShurami;

← Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 5 Rwiyo Rukuru rwaSoromoni Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 7 →