1Mune nhamo imi makavarairwa muZioni,
2Endai kuKarine mundoritarisa;
3Munoti zuva rakaipa ngarirege
4Munovata pamibhedha yenyanga dzenzou,
5Munoridza zvenyu mbira dzenyu saDhavhidhi,
6Munonwa waini yakawanda,
7Naizvozvo muchava pakati pevachatanga kuenda kuutapwa;
8Ishe Jehovha akapika naiye pachake, Jehovha Mwari Wamasimba Ose anoti,
9Kana varume gumi vakasiyiwa muimba imwe chete naivowo vachafa.
10Uye kana hama inofanira kupisa mitumbi ikauya kuzovabudisa mumba, uye ikabvunza munhu achakahwanda imomo ichiti, “Pane mumwe waunaye here?” uye akati, “Kwete,” ipapo iye achati, “Nyarara! Hatifaniri kuti titaure zita raJehovha.”
11Nokuti Jehovha akarayira,
12Ko, mabhiza angamhanya paruware here?
13imi munopembera pakukundwa kweRo Dhibhari uye munoti,
14Nokuti Jehovha Mwari Wamasimba Ose anoti,