We Believe JesusFé, Esperança e Nova Vida

2 Samueri 1

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017 · xona

2 Samueri 2 Samueri 2 →

1Mushure mokufa kwaSauro, Dhavhidhi akadzoka kubva kuhondo yaakakunda vaAmareki uye akagara paZikiragi kwamazuva maviri.

2Pazuva rechitatu mumwe murume akasvika achibva kumusasa waSauro, zvipfeko zvake zvakabvaruka uye musoro wake uzere guruva. Paakasvika paiva naDhavhidhi, akazviwisira pasi achiratidza rukudzo.

3Dhavhidhi akabvunza akati, “Wabvepiko?”

4Dhavhidhi akabvunza akati, “Chii chaitika ikoko? Ndiudze.”

5Ipapo Dhavhidhi akabvunza jaya rakanga rauya neshoko iri akati, “Unoziva sei kuti Sauro nemwanakomana wake Jonatani vafa?”

6Jaya riya rakati, “Ini ndakanga ndiri pamusoro peGomo reGiribhoa, uye ndikaona Sauro akasendamira papfumo rake, ipapo ngoro dzavarwi navatasvi zvichivirima zvotosvika paari.

7Zvino iye akati acheuka akandiona, akandidana, ini ndikati, ‘Ndiri pano?’

8“Akandibvunza akati, ‘Ndiwe aniko?’

9“Ipapo iye akati kwandiri, ‘Uya umire pandiri undiuraye! Ndiri mukurwadziwa kukuru asi ndichiri mupenyu.’

10“Naizvozvo ndakamira paari ndikamuuraya, nokuti ndaiziva kuti mushure mokunge awira pasi haaizorarama. Uye ndakatora korona yakanga iri mumusoro make norundarira rwaiva muruoko rwake, uye ndauya nazvo kuno kuna ishe wangu.”

11Ipapo Dhavhidhi navarume vose vaakanga anavo vakabata nguo dzavo vakadzibvarura.

12Vakachema nokuungudza vakazvinyima zvokudya kusvikira manheru nokuda kwaSauro nomwanakomana wake Jonatani, uye nokuda kwehondo yaJehovha neimba yaIsraeri, nokuti vakanga vaurayiwa nomunondo.

13Dhavhidhi akati kujaya rakanga rauya neshoko kwaari, “Iwe unobvepiko?”

14Dhavhidhi akamubvunza akati, “Sei iwe usina kutya kusimudza ruoko rwako uchiparadza muzodziwa waJehovha?”

15Ipapo Dhavhidhi akadana mumwe wavarume vaaiva navo akati, “Enda, umuuraye!” Naizvozvo akamubaya, akafa.

16Nokuti Dhavhidhi akanga ati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro pako. Muromo wako ndiwo wazvipupurira pawati, ‘Ndauraya muzodziwa waJehovha.’ ”

17Dhavhidhi akaimba rwiyo urwu rwokuchema Sauro nomwanakomana wake Jonatani,

18uye akarayira kuti vanhu veJudha vadzidziswe rwiyo urwu rwokuchema rwouta (rwakanyorwa mubhuku raJashari):

19“Haiwa Israeri, kubwinya kwako kwaparadzwa pamitunhu yako yakakwirira.

20“Musazvireva muGati,

21“Haiwa imi makomo eGiribhoa,

22Kubva muropa ravakaurayiwa,

23“Sauro naJonatani,

24“Haiwa vanasikana veIsraeri,

25“Haiwa vane simba vawira pasi sei muhondo!

26Ndiri kutambudzika kwazvo pamusoro pako, Jonatani mununʼuna wangu;

27“Haiwa vane simba vakawira pasi sei!

2 Samueri 2 Samueri 2 →